Duramazwi · zita
chitakuriso
freighter
Duramazwi · zita
freighter
Ichi ndechipi ne-chipi zvacho chingashandiswa kuisa vanhu, nhumbi kana midziyo kana zvimwewo mukati, zvichifambiswa kubva kune imwe nzvimbo kuenda kune imwe.
Ichi ndechipi ne-chipi zvacho chingashandiswa kuisa vanhu, nhumbi kana midziyo kana zvimwewo mukati, zvichifambiswa kubva kune imwe nzvimbo kuenda kune imwe.
Chitakuriso chavanhu vachienda kumabasa michovha.
Purema chitakuriso chidiki chine mavhiri, chinoiswa mwana osundwa arimo.
Duramazwi
01 / 03chitambi
stamp (postage)
VerengaSwipe for the next word