KwaunobvaDuramazwiCchitanda

Zvinoreva

Chitanda kamuti kanenge kadonhera pasi kubva pa-davi remuti.

1

Chitanda kamuti kanenge kadonhera pasi kubva pa-davi remuti.

Aishandisa chitanda kunongora tunyama twanga twasarira pakati pemazino.

Chidzinde chechirima chitanda chinomera kubva muvhu chinozotakura vana vanoberekwa.

Mhinha chitanda chine fundo mberi chinosungirirwa mberi kwemuseve usina dare.

Zvakafanana

chimuti

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitandara

Chitandara mutauro wepaushamwari unoitwa ku-varaidza nguva, kunyanya nemadzi-mai.

Verenga

Swipe for the next word