KwaunobvaDuramazwiCchitandara

Duramazwi · zita

chitandara

Zvinoreva

Chitandara mutauro wepaushamwari unoitwa ku-varaidza nguva, kunyanya nemadzi-mai.

1

Chitandara mutauro wepaushamwari unoitwa ku-varaidza nguva, kunyanya nemadzi-mai.

Chitandara mutauro wepaushamwari unoitwa ku-varaidza nguva, kunyanya nemadzi-mai.

Mamoyo naMaitakue vaive panze vachitandara vari mubishi rekunyeya mai Mhofu nezvevana vavo.

Banze inzvimbo inogara varume, kazhinji manheru, vachitandara kana kutonga mhosva.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitandariro

Chitandariro inzvimbo inotandarirwa nevanhu.

Verenga

Swipe for the next word