KwaunobvaDuramazwiCchitangara

Duramazwi · zita

chitangara

chitarachitandangarachitarahwi

Zvinoreva

Chitangara kachivakwa kemapango kanoshandiswa kuyanikira ndiro nemapoto, kuti zvidonhe mvura kana zvapedza ku-sukwa.

1

Chitangara kachivakwa kemapango kanoshandiswa kuyanikira ndiro nemapoto, kuti zvidonhe mvura kana zvapedza ku-sukwa.

*Ukasiya hari dziri pachitangara pamusha pasina vakuru, uno-wana dzapera kuputswa nepwere.*

Chitangara kachivakwa kemapango kanoshandiswa kuyanikira ndiro nemapoto, kuti zvidonhe mvura kana zvapedza ku-sukwa.

Zvakafanana

chitara · chitandangara · chitarahwi

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitanhatu

Iri izita rinoshandiswa kureva chiverengwa chinotevera chiri pakati pechishanu ne-chinomwe.

Verenga

Swipe for the next word