Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chitangara.
1
Chitangara.
Chihodyo chitara chinovakirwa kuchengetera manhanga.
Kana uchikanzura zvawanyora unenge uchitara mutsetse napakati pazvo, kuratidza kuti hazvisisina basa.
Kana munhu achibata ndima anenge achitara chinhvimbo chemunda chinenge chichida kushandirwa pazuva iroro.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chitarafu
punishment
VerengaSwipe for the next word