KwaunobvaDuramazwiCchitaridzamuiti

Duramazwi · zita

chitaridzamuiti

Zvinoreva

Ichi chivakashure chechiito chinoshandiswa pachinzvimbo chezita uye chinotaridza munhu anenge aita chimwe chinhu.

1

Ichi chivakashure chechiito chinoshandiswa pachinzvimbo chezita uye chinotaridza munhu anenge aita chimwe chinhu.

Chitaridzamuiti sokuti a-bat-a kana kuti ku-va-bat-a iii.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitaridzamuitirwi

Ichi chivakashure chinotaridza aitirwa zvinenge zvichitaurwa nezvazvo.

Verenga

Swipe for the next word