KwaunobvaDuramazwiCchitaridzamutauri

Duramazwi · zita

chitaridzamutauri

Zvinoreva

Izvi zvinyora zvinokomberedza mazwi anyakutaura chaiwo.

1

Izvi zvinyora zvinokomberedza mazwi anyakutaura chaiwo.

Mukoma ndivo vakazoti, "Iwe rega mwana uyo aende."

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitaridzanguva

Muchina unotaridza kuti inguvai (watch/clock).

Verenga

Swipe for the next word