KwaunobvaDuramazwiZzvindataura

Duramazwi · zita

zvindataura

Zvinoreva

Idzi inyora dzinoshandiswa kutsaura mazwi chaiwo ataurwa nomunhu kubva kune ayo ari kushandiswa nomunyori murondedzero yake. Zvindataura zvinyorwa seizvi

1

"..." kana '...'

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word