Duramazwi01 / 03zvinanzviZvinanzvi ndezvekudya zvinotapira chose. Vanhu vakarwerwa rute vaona zvinanzvi mundiro.Verenga→
Duramazwi02 / 03zvindaKana ukazvinda munhu unenge wamurova zvakasimba uchishandisa shamhu kana maoko.Verenga→
Duramazwi03 / 03zvindatauraIdzi inyora dzinoshandiswa kutsaura mazwi chaiwo ataurwa nomunhu kubva kune ayo ari kushandiswa nomunyori murondedzero yake. Zvindataura zvinyorwa seizviVerenga→