KwaunobvaDuramazwiZzvimiririra

Duramazwi

zvimiririra

-zvimirira

Zvinoreva

Kana uchizvimiririra unenge uchizviitira zvinhu zvose pachezvako, pasina mumwe mumwe waunoti ndiye achakubatsira kana kukutsigira.

1

Munhu anofanira kuzvimiririra pane zvaanenge achiita.

Uyu munhu anochengeta vanhu vasati vava kugona kuzvimiririra vega muupenyu achivapa zvekudya, zvekupfeka nezvimwewo.

Kana uchizvimiririra unenge uchizviitira zvinhu zvose pachezvako, pasina mumwe mumwe waunoti ndiye achakubatsira kana kukutsigira.

Zvakafanana

-zvimirira

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word