Duramazwi
Zvinoreva
Kuzvimiririra.
1
Kuzvimiririra.
Vazhinji vanoona sokuti makore gumi nemasere oga mashoma kuti munhu agonzi ava nekodzero yokuzvimirira.
Ukuru chinhanho chekunge munhu ayaruka kubva muupwere, ava munhu anozvimirira ega. Mwana asvikirwa nemudzimu apihwa ukuru.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zvimiririra
Kana uchizvimiririra unenge uchizviitira zvinhu zvose pachezvako, pasina mumwe mumwe waunoti ndiye achakubatsira kana kukutsigira.
VerengaSwipe for the next word