KwaunobvaDuramazwiZzvimbirwa

Duramazwi

zvimbirwa

-zvimbirirwa-zvipeta

Zvinoreva

1 Kana munhu akazvimbirwa nekudya anenge adya chikafu chakanyanya kuwandisa zvokuti dumbu rake rinenge rava kurwadza.

tumadza, -zvidhonza, -zvitora.

1

Ndiri busy kuringa ringa kudaro door rakabva ravhurwa zvehasha chaizvo maiguru vachibva vapinda vakafuta kunge dzetse razvimbirwa nehove.

Ukanyanya kudya, unorara dumbu richirwadza nokuzvimbirwa.

Takadya tikazvimbirwa kumuchato waMai naBaba Tinarwo.

2

2 Kana munhu akazvimbirwa nehasha ane-

3

tumadza, -zvidhonza, -zvitora.

Ndiri busy kuringa ringa kudaro door rakabva ravhurwa zvehasha chaizvo maiguru vachibva vapinda vakafuta kunge dzetse razvimbirwa nehove.

Ukanyanya kudya, unorara dumbu richirwadza nokuzvimbirwa.

Takadya tikazvimbirwa kumuchato waMai naBaba Tinarwo.

Zvakafanana

-zvimbirirwa

Zvakasiyana

-zvipeta

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvimbokoma

Zvimbokoma kurwa kunenge kuchiita vanhu vachikandana zvibhakera.

Verenga

Swipe for the next word