KwaunobvaDuramazwiZzvimbira

Duramazwi

zvimbira

-zvimbirira

Zvinoreva

Kuzvimbira kugutisa kunokonzerwa nezvinhu zvinenge zvafutira mudumbu.

1

Kuzvimbira kugutisa kunokonzerwa nezvinhu zvinenge zvafutira mudumbu.

Nyimo dzinozvimbira kana ukadzidya zvekupfurikidza mwero.

Usashore nyemba nedzinozvimbira.

Zvakafanana

-zvimbirira

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvimbirira

Kudzvanyirira nenzira yeshungu.

Verenga

Swipe for the next word