Duramazwi · zita
Zvimba
swell · swollen
Duramazwi · zita
swell · swollen
Zvimba idunhu idunhu riri kumavirira eHarare rina Ishe anonzi Zvimba.
Kushuva.
Kuzvimba kufuta kwenhengo yemuviri inenge yakuvara.

Mukutaura kuti mhamha vanozvimba chitaka handiti imi murisahwira wavo here?
Kumeso kwaMukono kwakange kwakazvimba uye maziso asisaone achingoti rapata.
Kushuva.
Zvimba idunhu idunhu riri kumavirira eHarare rina Ishe anonzi Zvimba.
Kumeso kwaMukono kwakange kwakazvimba uye maziso asisaone achingoti rapata.
Nhuku kakuzvimba kanowanzobuda kana munhu arohwa panhengo yomuviri yakaomarara.
Kuzvimba kufuta kwenhengo yemuviri inenge yakuvara.
Nhuku kakuzvimba kanowanzobuda kana munhu arohwa panhengo yomuviri yakaomarara.
Kuti tukunu tukunu kuzvimba nokukasika kunoita nhengo yemuviri inenge yakuvadzwa.
Kudzviirira kuzvimba kunoita panzvimbo panenge pakuvara, ropa richibumbira mukati.
-serera
Duramazwi
01 / 03zvimbira
Kuzvimbira kugutisa kunokonzerwa nezvinhu zvinenge zvafutira mudumbu.
VerengaSwipe for the next word