KwaunobvaDuramazwiZzvimwechetezvo

Duramazwi

zvimwechetezvo

Zvinoreva

Kana zvinhu zvichinzi zvimwechetezvo zvinenge zvakangofanana.

1

Kana zvinhu zvichinzi zvimwechetezvo zvinenge zvakangofanana.

Nokudaro mumwe noumwe waiita zvaaida nebhizimusi rababa vavo ukuwo vakadzi vachiita zvimwechetezvo.

Ndizvo zvimwechetezvo nemuzvinyorwa, tinowanzoongorora matangirwo enyaya, mutumbi uye mhedzisiro yazvo.

Izvi zvimwechetezvo nechirevauwandu.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word