KwaunobvaDuramazwiCchitarafu

Duramazwi · zita

chitarafu

punishment · retribution · penalty

Zvinoreva

Chitarafu chirango chinotemerwa kurwadzisa munhu anenge akanganisa kana kupara mhosva.

1

Chitarafu chirango chinotemerwa kurwadzisa munhu anenge akanganisa kana kupara mhosva.

Chitarafu chirango chinotemerwa kurwadzisa munhu anenge akanganisa kana kupara mhosva.

Shamhu idambudziko guru rinenge rasangana nomunhu muupenyu, opedzisira oona sokuti chitarafu chaari kupiwa kubva kumatenga.

Kana munhu achikuti bhasopo anenge achireva kuti akuregerera asi chitarafu chaanga ambofunga kukupa chambenge chakati kurei.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitaridzamuiti

Ichi chivakashure chechiito chinoshandiswa pachinzvimbo chezita uye chinotaridza munhu anenge aita chimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word