KwaunobvaDuramazwiCchitambi

Duramazwi · zita

chitambi

stamp (postage)

sitembiraisenzi

Zvinoreva

Chitambi kapepa kanotengeswa kuposvo, kozonami-rwa patsamba somubhadharo woku-ti veposvo vagofambisa tsamba iyo-yo kuti izosvitswa kwaunoda.

1

Chitambi kapepa kanotengeswa kuposvo, kozonami-rwa patsamba somubhadharo woku-ti veposvo vagofambisa tsamba iyo-yo kuti izosvitswa kwaunoda.

Ita zvakare tsvakurudzo yekuti chii chinoitwa pagadziriro yekutora chitambi chekutyaira motokari.

Handina chitambi chokubata mumaoko, Handina rezinesi yekugarisa vanhu kuti vana vana parufu, Mangwana zviri kwandiri.

2

Chitambi igwaro rinopi-wa kumunhu nehurumende kana a-pasa bvunzo yokuchaira dzimotoka-ri.

*Kana uchichaira motokari usina chitambi unosungwa.*

Zvakafanana

sitembi · raisenzi

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitambo

Chitambo chikamu chomumutambo wakanyorwa chinenge chine madariro.

Verenga

Swipe for the next word