Duramazwi01 / 03chenuKana hembe yati chenu inenge yapera ruvara. Hembe yangu yati chenu nokuda kwezuva.Verenga→
Duramazwi03 / 03chenuroChenuro idoro rinobikirwa mufi repanyaradzo, pasati pabikwa rekurova guva. Murume anga ava nemwedzi afa pakabikwa doro rechenura.Verenga→