Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chenuro idoro rinobikirwa mufi repanyaradzo, pasati pabikwa rekurova guva. Murume anga ava nemwedzi afa pakabikwa doro rechenura.
1

Benzva i-mbudzi inourayiwa pachenuro yomunhu anenge aiitiswa pamuviri pokutanga nechikomba kana kuti nomurume womunhu.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chenurudza
Kuchenurudza pakusuka kana kuwacha kushandisa mvura yepiri kuita kuti tsvina yanga yasara ibve. Chichenurudza ndiro ini ndichidzipukuta.
VerengaSwipe for the next word