KwaunobvaDuramazwiCchenuruka

Duramazwi

chenuruka

-chenuka-fedha

Zvinoreva

Kana hembe yava kuchenuruka inenge ichipera ruvara nokuti inobuda, kana kuti yachembera kana kutsva nezuva.

1

Kana hembe yava kuchenuruka inenge ichipera ruvara nokuti inobuda, kana kuti yachembera kana kutsva nezuva.

Rindi ivhu rakaita jecha uye rakachenuruka, rinowanikwa pasi pevhu dema rinokudza mbeu.

Kana munhu akati bvumburukutu anenge akachenuruka chaizvo neguruva.

Dota ipfumbwi yakachenuruka inosara kana zvinhu zvatsva zvikapera.

Zvakafanana

-chenuka · -fedha

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chenya

Kuchenya mumwe kuita zvinhu zvinoita kuti ashatirwe.

Verenga

Swipe for the next word