Duramazwi
Zvinoreva
Kuumbuka kushanduka kunoita chinhu pamataridziro acho nokufamba kwenguva.
1
Kuumbuka kushanduka kunoita chinhu pamataridziro acho nokufamba kwenguva.
Zvino ndiko kwavaiudzwa kuti hanzi Zoro haasi kana kuda kuona munhu akagumbuka.
Kuti ndizive kuti kwaive kugumbuka here, kutya or kupererwa handizivi.
Nakapesana nawo ndakaisa muromo mumhino chaimo nekuti ndaive ndagumbuka zvekutorevesa chaiko.
2
Kana hembe yaumbuka inenge yapera ruvara, rwabviswa nokusakara kana kupiswa nezuva.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03umbura
Kuumbura kutanhaura nyimo dzichibva padzinde radzo.
VerengaSwipe for the next word