KwaunobvaDuramazwiUumburudza

Duramazwi

umburudza

-ngarangadza

Zvinoreva

Kuumburudza kusunda kana kukweva chinhu, zvokuti chinotenderera chiri pasi.

1

Kuumburudza kusunda kana kukweva chinhu, zvokuti chinotenderera chiri pasi.

Huku dzinofarira zvekudya chikafu chadzo dzichiumburudza.

Imbwa inodya nyama ichiivumburudza muvhu.

Kuumburudza kusunda kana kukweva chinhu, zvokuti chinotenderera chiri pasi.

Zvakafanana

-ngarangadza

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

umburudzana

Kana vanhu vachiumburudzana vanenge vachiitirana mutsimba vakarara pasi.

Verenga

Swipe for the next word