KwaunobvaDuramazwiUumbura

Duramazwi

umbura

Zvinoreva

Kuumbura kutanhaura nyimo dzichibva padzinde radzo.

1

Kuumbura kutanhaura nyimo dzichibva padzinde radzo.

Kana ivo Mai vake nyakutumbura vaive vashaya hanya naye ini ndini ndaizoitawo hanya ndikasvika kupi?.

Tete vaiwanzobatsirwa naamai nyakutumbura kana madzikoma nevaninina vavo uye madzimbuya.

Izvi hazvaifanira kugumbura munhu chero chiri chokwadi chaibuda apa.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

umburu

(tuko) Umburu maitiro ekuzvikudza anoitwa nemunhu ane misikanzwa uye anoziva kuti hapana zvaanoitwa.

Verenga

Swipe for the next word