KwaunobvaDuramazwiUumbowo

Duramazwi · zita

umbowo

Zvinoreva

Gwaro kana mashoko anoratidza chokwadi chenyaya iripo (evidence/testimony).

1

Gwaro kana mashoko anoratidza chokwadi chenyaya iripo (evidence/testimony).

Kazhinji munhu anenge aripo ndiye anowanzopa umbowo nokunyora mhan'aro achiburitsa zvakaitika.

Vanhu vaiva padare vose vakangoti, "Aa!", kukanuka, apo musikana akanga ava kupa umbowo hwake.

Umbowo hwavanhu vaviri hunovimbika kudarika hwomumwe chete.

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word