Duramazwi · zita
uchapupu
corroborative · postulate · evidence · proof · testimony
Duramazwi · zita
corroborative · postulate · evidence · proof · testimony
Kana munhu achipa uchapupu anenge achitaura kuti pakaitika zvinhu aivepo uye maonero ake ndeakati akati.

Uyu munhu anopa uchapupu hwezvinenge zvakaitika. Mupupuriri wechokwadi haapi uchapupu hwechiitiko chaasina kuona.
Muvakidzani wavo paakavapumha uroyi vakabva vangomubatira heti yokuzoshandisa souchapupu kudare.
u-fakazi · umboo
Duramazwi
01 / 03ucheche
Ucheche inguva yekunge munhu achiri mwana mudiki, mumazuva ake ekutanga achangozvarwa.
VerengaSwipe for the next word