Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiti uchaona anenge achitaura kuti ane zvakashata zvaanenge ari kurongera waari kutaura naye.
1
Kana munhu achiti uchaona anenge achitaura kuti ane zvakashata zvaanenge ari kurongera waari kutaura naye.
Next time pazvinodzokorodzeka zvakadai izvi uchaona hako zvichaitika.
Uchaona kuti hama idzi hadzichawanike zvikuru muupenyu hwekukura kwevana vanhasi.
Ukanyatsoongorora uchaona kuti vanhu vave kurasa unhu nokuda kwezvikonzero zvakawanda.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03uchapupu
corroborative
VerengaSwipe for the next word