Duramazwi · zita
umbishi
immaturity
Duramazwi · zita
immaturity
Umbishi kusabvira kudyika kwemuchero kana chibikwa nokuti chinenge chisati chaibva.

Kuva neumbishi kuve nounhu hwakaipa, hunoonekwa nokusanzwisisa kana kusada kuudzwa nevamwe.
Mwana ane umbishi unomuona nokusamhoresa vakuru.
Duramazwi
01 / 03umboo
detail
VerengaSwipe for the next word