KwaunobvaDuramazwiUumbiridza

Duramazwi

umbiridza

Zvinoreva

Kuumbiridza kuvaka chinhu chakasakara uchishandisa zvidimbu kana zvipenga zvakabva pachiri.

1

Kuumbiridza kuvaka chinhu chakasakara uchishandisa zvidimbu kana zvipenga zvakabva pachiri.

Vana tete vane basa guru rokuumbiridza tsika nounhu hwevazukuru vavo hwava kuparadzwa nechirungu.

Zita rokuti chigarandakaguta izwi rokuumbiridza.

Kukavhanga furawa yokubikisa chingwa kuirovarova nokuiumbiridza kuti inyatsosangana.

2

Kana uchiumbiridza munhu unenge uchiedza kutaura zvakanaka pamusoro pake kuvanhu vanenge vamuona achiita zvinhu zvinonyadzisa.

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word