KwaunobvaDuramazwiUumbimbindoga

Duramazwi · zita

umbimbindoga

bigotry

Zvinoreva

Aya maitiro kana pfungwa yemunhu anoda kuita zvinhu zvake ega, uye achizviona seanoziva zvinhu zvose.

1

Aya maitiro kana pfungwa yemunhu anoda kuita zvinhu zvake ega, uye achizviona seanoziva zvinhu zvose.

Chinonetsa ndechokuti tinozongoona vana vave nemaronda kana mavanga akonzerwa neumbimbindoga nekuzviita vanamusiudzwe.

Munhu anodya zvekudya zvevamwe nekuda kwehumbimbindoga (selfishness).

2

Uku kuva munhu anenge akasununguka mupfungwa asingatyi kutaura zvaanofunga kana kuti maonero ake.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

umbira

Kana vanhu kana zvinhu zvichiumbira chinhu zvinenge zvakachikomberedza mativi ose uye zvakawanda chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word