Duramazwi · zita
umbavha
burglary · thievery · robbery
ubi
Duramazwi · zita
burglary · thievery · robbery
Umbavha itsika yokuba zvinhu zvavamwe nenzira dzakasiyana- siyana.
Umbavha itsika yokuba zvinhu zvavamwe nenzira dzakasiyana- siyana.
Umbavha hunoratidza kuti hauna rukudzo navamwe vako.
Mazuva ano umbavha huri kuvirikira saka hamufaniri kusiya nhumbi panze.
Umbavha hwese uhwu chisaka chokusada kuzvisevenzera.
ubi
Duramazwi
01 / 03umbe
Kuti umbe kuunganira chimwe chinhu nokukasika.
VerengaSwipe for the next word