Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muterera.
Imba inonzi pasirese ruzivo.
Kuumba kugadzira mufananidzo wechinhu chaunoda, uchishandisa dhaka kana zvimwewo.
Ukukutu.
Muterera.
Panguva ino tinoda kuti uedzewo kuumba zvirevo zvako zvakazara zvisina chiito mukati.
Ikozvino tinoda kuti ugone kuumba tsumo uchishandisa mazwi akapiwa.
Kana vana vachidzidzira kuumba nevhu unongoona kuti zvinoumbwa zvacho ndezveku-dzadzambidza.

Nzvanyira rudzi rwemabhii anoshandiswa akatsamhirana nemavaramwana kuumba mazwi.
Kuumba munhu kumudzidzisa kutevedzera tsika dzakanaka dzeupenyu, achisiya dzakaipa.
Ukukutu.
Nzvanyira rudzi rwemabhii anoshandiswa akatsamhirana nemavaramwana kuumba mazwi.
Kuumba kugadzira mufananidzo wechinhu chaunoda, uchishandisa dhaka kana zvimwewo.
Kuumba chinhu chitsva, kana kuita kuti chinhu chimire kana kushanda zvakanaka.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03umbanidza
Kuumbanidza kubatanidza zvinhu zvinenge zvichida kuparadzana. Umbanidza ivhu iri kusvika rabatana.
VerengaSwipe for the next word