Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu kana zvinhu zvichiumbira chinhu zvinenge zvakachikomberedza mativi ose uye zvakawanda chaizvo.
1
Kana vanhu kana zvinhu zvichiumbira chinhu zvinenge zvakachikomberedza mativi ose uye zvakawanda chaizvo.
Paakamwisa bhora vanhu vazhinji vakamuumbira zvokuti akange ototadza kufema.
Mukomana uyu akakumbira kutamba neni zuva randatanga kusvika pachikoro ndichibva ndabvuma.
Ndaive ndatomboedza kugogodza padoor pavo panguva dzandaida kukumbira chikafu but hapana akadaira.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03umbiridza
Kuumbiridza kuvaka chinhu chakasakara uchishandisa zvidimbu kana zvipenga zvakabva pachiri.
VerengaSwipe for the next word