Duramazwi
-chenuruka
Zvinoreva
Kana jira rafedha rinenge risisina ruvara rwaraimbova narwo kare, rwuchiita serwavakupera kana kudzima.
1

Kana chinhu chichinzi chafedha chinenge chabuda mufashoni.

2

Zvakafanana
-chenuruka
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fefedza
Kufefedza kuburitsa mweya nokumashure.
VerengaSwipe for the next word