Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akazoti fefemu anenge amuka kana kupona, iye ambenge afenda kana kurwarisa zvokutenge anga afa.
1

Kuti fefemu kubvisa ganda romuchero wakaita seranjisi, kana kuti rembambaira kana mbatatisi yakabikwa.
Kana munhu akazoti fefemu anenge amuka kana kupona, iye ambenge afenda kana kurwarisa zvokutenge anga afa.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fefenga
Kufefenga kuchera mukati memudziyo wauri kuveza. Vakuru vekare vaifefenga nei mukati memuti pavaiveza ndiro?
VerengaSwipe for the next word