KwaunobvaDuramazwiFfefenura

Duramazwi

fefenura

Zvinoreva

Kunamanura ganda kana chivharo.

1

Kunamanura ganda kana chivharo.

Kufefenura kubvisa ganda pachidyiwa chakaita seranjisi, kana mbatatisi, kana mbambaira yakabikwa.

Kufefenura kukwenga kana kupara uchibvisa makoko.

Kufefenura kushandisa chimwe chinhu kukwadabura kana kubvisa muvharo, kana chimwewo chinenge chakakwidibira zvisina kunyanya kusimba.

2

3

4

Kufefenura kukwenga kana kupara uchibvisa makoko.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fefera

Kufefera kuzvimba kana kufuta.

Verenga

Swipe for the next word