Duramazwi
Zvinoreva
Kufuruvara kurega kuyevedza kunoita chinhu kana chosakara.
1

Kufuruvara kushata kunoita chibage chinyoro, kana zviya chikavhunwa chozononoka kubikwa.

2

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03furuwenza
Furuwenza chirwere chedzihwa chinotemesa musoro nokuvharisa mhino.
VerengaSwipe for the next word