KwaunobvaDuramazwiFfusa

Duramazwi

fusa

Zvinoreva

Kufusa munhu kumuitira shanje dziya dzokuti pasava nechakanaka chinoitika kwaari, asi kuti zvinhu zvingonakira iwewe bedzi.

Kubika mhodzi kana mbesa kuitira kudzidya dzooma.

1

Ukada zvokuroorwa pachipiri wotoziva kuti vahosi vachagara vachikufusa.

Kufusa munhu kumuitira shanje dziya dzokuti pasava nechakanaka chinoitika kwaari, asi kuti zvinhu zvingonakira iwewe bedzi.

2

Kubika mhodzi kana mbesa kuitira kudzidya dzooma.

Kufusa munhu kumuitira shanje dziya dzokuti pasava nechakanaka chinoitika kwaari, asi kuti zvinhu zvingonakira iwewe bedzi.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fusana

Kufusana kugara vanhu vachingonetsana nokupopotedzana zvenhando, nokuda kokuitirana godo, sezvinoita vakadzi vari pabarika.

Verenga

Swipe for the next word