KwaunobvaDuramazwiCchenyama

Duramazwi

chenyama

Zvinoreva

Muchina weruzivo.

1

Muchina weruzivo.

Akadanzura chinhindi chenyama achibva atanga kutsenga chinyararire.

Chipapata chenyama yakabikwa chinonaka.

Futa chidimbu chimwe chete chenyama chena inonyiminya, isiri yemunyepfu kana magodo.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chenyenga

Kana munhu achenyenga chibarwe anenge achiruma-ruma ozochisiya chakadaro.

Verenga

Swipe for the next word