KwaunobvaDuramazwiCchenyu

Duramazwi

chenyu

Zvinoreva

Kuti chenyu kucheka zvakadzika kana kutsemuka kweganda. _Ndanzi chenyu nebanga apo ndanga ndichivedzenga nyama._

1

Kuti chenyu kucheka zvakadzika kana kutsemuka kweganda. _Ndanzi chenyu nebanga apo ndanga ndichivedzenga nyama._

Regai nditokupai hangu zano, pano hapana chenyu saka mosimuka mobereka makotsi makananga kuna Zambezi.

Asi unofunga kuti handichinzwi chibhende chenyu ichocho?

I-i, chibage chenyu kusvibira here uku veduwe-e!

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chenyura

Kuchenyura vanhu kuvaputsa kana kuvaparadzanisa kunokonzerwa neshanje.

Verenga

Swipe for the next word