KwaunobvaDuramazwiCchenzira

Duramazwi · zita

chenzira

Zvinoreva

Mwana akazvarirwa kunze komusha.

1

Mwana akazvarirwa kunze komusha.

Heunoi muenzaniso wepfupiso yawaigona kupa: Chenzira aisapiwa kodzero dzake mazuva ose.

Chenzira izita rinowanzopiwa mwana anenge akazvarirwa panzira, mai vacho vari parwendo kana kuti vanonoka kusvika kuchipatara.

Mwana anonzi ndichenzira ndeuya anenge akarurirwa mudondo, mai vake vachiri musikana asati aroorwa.

2

Chenzira izita rinowanzopiwa mwana anenge akazvarirwa panzira, mai vacho vari parwendo kana kuti vanonoka kusvika kuchipatara.

3

Mwana anonzi ndichenzira ndeuya anenge akarurirwa mudondo, mai vake vachiri musikana asati aroorwa.

4

Kana munhu achinzi ndichenzira anenge asingagari panzvimbo imwe chete, achifarira zvokungofamba-famba.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

cheo

Cheo kukuvara kunoita mombe painenge yakasungwa makumbo kuti ikamwe. Mombe inopenga pakukamwa inoita cheo.

Verenga

Swipe for the next word