KwaunobvaDuramazwiCcheo

Duramazwi · zita

cheo

Zvinoreva

Cheo kukuvara kunoita mombe painenge yakasungwa makumbo kuti ikamwe. Mombe inopenga pakukamwa inoita cheo.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chepa

Kuchepa kupera kwembiri yemunhu aimbogona

Verenga

Swipe for the next word