KwaunobvaDuramazwiCchenyengu

Duramazwi

chenyengu

Zvinoreva

Kuti chenyengu kukwapuka kweganda pachionekwa zviri pasi. Akanzi chenyengu nerukuni akasara ava nezironda.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chenyu

Kuti chenyu kucheka zvakadzika kana kutsemuka kweganda. _Ndanzi chenyu nebanga apo ndanga ndichivedzenga nyama._

Verenga

Swipe for the next word