Duramazwi
chenurudza
-dzumburudza-sukurudza
Duramazwi
Kuchenurudza pakusuka kana kuwacha kushandisa mvura yepiri kuita kuti tsvina yanga yasara ibve. Chichenurudza ndiro ini ndichidzipukuta.

-dzumburudza · -sukurudza
Duramazwi
01 / 03chenuruka
Kana hembe yava kuchenuruka inenge ichipera ruvara nokuti inobuda, kana kuti yachembera kana kutsva nezuva.
VerengaSwipe for the next word