KwaunobvaDuramazwiCchenura

Duramazwi · zita

chenura

vindicate

-chenutsa

Zvinoreva

Ruchenura.

Kuchenura kujekesera nyika kuti munhu anga apomerwa mhosva haana.

1

Ruchenura.

Zvamaiti _Ndongwa muroyi mazvinzwira, haasi_. Bvisai ruchenura, zita rake richeneswe.

Ruchenura muripo unopiwa munhu anga achipomerwa mhosva yaanga asina kuita.

Kubvisa mashizha kana ganda rekunze rechinhu nenzira yekuchichenura.

2

Zvakafanana

-chenutsa

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chenuro

Chenuro idoro rinobikirwa mufi repanyaradzo, pasati pabikwa rekurova guva. Murume anga ava nemwedzi afa pakabikwa doro rechenura.

Verenga

Swipe for the next word