KwaunobvaDuramazwiKkuchukucha

Duramazwi

kuchukucha

Zvinoreva

Kusukurudza mukanwa kana mudziyo nemvura (to rinse).

1

Kusukurudza mukanwa kana mudziyo nemvura (to rinse).

Kuti nguru nguru kuchukucha bhodhoro rine mvura kuti richene.

Kuchukucha kuzunza mudziyo wakavharwa, une mvura mukati, kuitira kuugeza. Bhotoro raiva namafuta ndarichukucha.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kuchukudza

Kukuchukudza kuramba uchizunza kamudziyo kanenge kakaiswa mvura kana mushonga kana zvimwewo zvinwiwa.

Verenga

Swipe for the next word