KwaunobvaDuramazwiKkuda

Duramazwi

kuda

attachment · eagerness · loving · verge · wanting · demand · demanding · want · will · willing

Zvinoreva

Iri izwi ringashandiswa nomunhu kuratidza kuti haana chokwadi kuti zvaari kutaura zvichaitika zvedi here. Kuda ndichasvikako mangwana kana kusweramangana.

1

Iri izwi ringashandiswa nomunhu kuratidza kuti haana chokwadi kuti zvaari kutaura zvichaitika zvedi here. Kuda ndichasvikako mangwana kana kusweramangana.

zvichida

Havatane kuda kusocializer nevanhu manje zvaizobudawo here kuti vagare vakatuta.

Zvavainge vakapfeka zvaive funny asi Tadiwa haana kunzwa kuda kuseka hake.

Zvakafanana

zvimwe · pamwe · kabanga · zvichida

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word