Tsumo · Ushamwari
Kuchengeta imbwa yomweni kuda mwene wayo.
Zvinorehwa
Kana wada munhu chibva wamudawo nezvake zvose. Hazvigoni kuti ugoda munhu asi uchisema chimwe chinhu paari.
What it means
If you love someone, you must love everything about them; you cannot claim to love a person while despising something about them.
Word for word
Keeping a stranger's dog means liking its owner (too).
Mamwe mataurirwo
Kuchengeta imbwa yomweni kuda muridzi wayo. (muridzi: owner)