Tsumo · Ushamwari
Kandiro kanoenda kunobva kamwe.
Zvinorehwa
Kana munhu achitira mumwe zvakanaka, uyawo anomutira zvakanaka nokuti munhu oga oga anoda hama inomubatsirawo.
What it means
When you do good to someone, they will do good back to you, because everyone wants a relative who will also help them.
Word for word
A small dish (of food) goes whence comes another small one.
Mamwe mataurirwo
Kandiro kanopfumba kunobva kamwe. (-pfumba: make way)
Kandiro enda kandiro dzoka.