Duramazwi
zvichida
likely · perhaps · possibly · probably
Duramazwi
likely · perhaps · possibly · probably
Ichi chidudzirachiito chinenge chichireva kuti nedzimwe nguva zvimwe zvinhu zvinogona kunge zvakaitwawo neimwe nzira.
Ichi chidudzirachiito chinenge chichireva kuti nedzimwe nguva zvimwe zvinhu zvinogona kunge zvakaitwawo neimwe nzira.
Tiri kungonetsana nenyaya yokuti towanepi mari, zvichida vakomana veHarare vari munzira zvavakanzwa shoko.
Mupingiri munhu anomhanyirira kuvharidzira zvinhu zvinenge zvichida kuitika.
Kuumbanidza kubatanidza zvinhu zvinenge zvichida kuparadzana. Umbanidza ivhu iri kusvika rabatana.
Duramazwi
01 / 03zvichienderana
depending
VerengaSwipe for the next word