KwaunobvaDuramazwiPpada

Zvinoreva

Kana munhu achiti pada anenge achireva kuti zvaachataura zvinogona kunge zviri izvo zvaitika kana kuti zvichaitika.

Pada mutambo wevana vadiki, wavanotara mabhokisi nemadenderedzwa, vokanda chinhu chavanenge vachisvetuka.

1

Zvaanonoka kudai pada aenda nokwatete vake.

Kuti pada pada kufamba kwemunhu achikakanyara kuti vanhu vamuone.

2

Pada mutambo wevana vadiki, wavanotara mabhokisi nemadenderedzwa, vokanda chinhu chavanenge vachisvetuka.

Zvaanonoka kudai pada aenda nokwatete vake.

Pada mutambo wevana vadiki, wavanotara mabhokisi nemadenderedzwa, vokanda chinhu chavanenge vachisvetuka.

Kuti pada pada kufamba netsoka munhu asina shangu.

Zvakafanana

kuda · dzimwe nguva

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pada pada

Kufamba netsoka.

Verenga

Swipe for the next word